RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 3
  • “Garai Muchipa”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Garai Muchipa”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • ‘Isa Chimwe Chinhu Parutivi’
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • “Tumari Tuviri” Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • “Kuzadza Ruoko Nechipo chaJehovha”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 3
Hanzvadzi yechikuru iri kupa mupiro wayo pajw.org ichishandisa tablet. Mapikicha: Nzira dzakasiyana-siyana dzinoshandiswa mipiro yedu. 1. Kuprinda mabhuku paBheteri. 2. Zvikoro zvesangano. 3. Kuparidza pachena. 4. Kuvaka zvivakwa zvesangano.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Garai Muchipa”

Jesu akaratidza kuti kana munhu akava nerupo zvichaitawo kuti vamwe vatevedzerewo. (Ru 6:38) Kana ukagara uchipa, hama nehanzvadzi dzako dzichadawo kuratidza mutsa uye rupo.

Kupa zvichibva pasi pemwoyo uye tichifara chitori chikamu chekunamata kwedu. Jehovha anoona vanhu vane rupo uye vanobatsira vamwe vaKristu vanenge vari mumatambudziko uye anovimbisa kuti achavakomborera.—Zvi 19:17.

ONA VHIDHIYO YAKANZI TINOTENDA NERUPO RWENYU, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mipiro yaunopa iri kushandiswa sei pakubatsira hama nehanzvadzi dzako?

  • Nemhaka yei tichifanira kuramba tichipa mipiro pasinei nekuti zvatinopa zvacho zvakawanda here kana kuti zvishoma?—Onawo nyaya iri pajw.org yakanzi “Kuzadzisa Kushayiwa Kwevamwe.”

DZIDZA ZVIMWE PAINDANETI

Ungapa sei mari yezvipo kuti utsigire basa reZvapupu zvaJehovha? Enda paJW Library® papeji yekutanga nechekuzasi wobaya pakanzi “Donations.” Munyika dzakawanda kana wabaya pakanzi “Donations” uchaona pakanzi Frequently Asked Questions (FAQ). Ukapabaya, unowana PDF rinopindura mibvunzo ine chekuita nekupa zvipo rakanzi Donations to Jehovah’s Witnesses.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe