RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March pp. 8-9
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2023

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2023
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • CHITATU, 29 MARCH
  • CHINA, 30 MARCH
  • CHISHANU, 31 MARCH
  • MUGOVERA, 1 APRIL
  • SVONDO, 2 APRIL
  • MUVHURO, 3 APRIL
  • CHIPIRI, 4 APRIL
  • CHIRANGARIDZO (ZUVA RANYURA)
  • CHITATU, 5 APRIL
  • CHINA, 6 APRIL
  • CHISHANU, 7 APRIL
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2022
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2025
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2025
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2024
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
  • B12-B Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 2)
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March pp. 8-9
Jesu akatakura danda rake rekutambudzirwa.

PUROGIRAMU YEKUVERENGA BHAIBHERI YECHIRANGARIDZO ya2023

CHITATU, 29 MARCH

ZUVA RABUDA

ZUVA RANYURA (Nisani 8 anotanga)

CHINA, 30 MARCH

Jesu akagara patafura uye Mariya ari kudira mafuta anonhuwirira mumusoro make.

ZUVA RABUDA

ZUVA RANYURA (Nisani 9 anotanga)

Jesu—Nzira, chits. 101

CHISHANU, 31 MARCH

Jesu akatasva mwana wedhongi uye vanhu vari kufara vachiisa nguo dzavo nemapazi emichindwe munzira.

ZUVA RABUDA

Jesu—Nzira, chits. 102

ZUVA RANYURA (Nisani 10 anotanga)

MUGOVERA, 1 APRIL

Jesu achipidigura matafura evanochinja mari patemberi.

ZUVA RABUDA

Jesu—Nzira, chits. 103-104

ZUVA RANYURA (Nisani 11 anotanga)

SVONDO, 2 APRIL

Jesu nevaapostora vake vakatarisa chirikadzi inotambura ichiisa tumari tuviri mumudziyo wekuisira mari.

ZUVA RABUDA

Jesu—Nzira, chits. 105-114

ZUVA RANYURA (Nisani 12 anotanga)

MUVHURO, 3 APRIL

Judhasi Iskariyoti achiruka zano revatungamiriri vezvitendero. Nechekumashure kune mari yakakandwa pasi.

ZUVA RABUDA

Jesu—Nzira, chits. 115

ZUVA RANYURA (Nisani 13 anotanga)

CHIPIRI, 4 APRIL

CHIRANGARIDZO (ZUVA RANYURA)

Jesu nevaapostora vake vakatendeka vari patafura paKudya kwaShe Kwemanheru.

ZUVA RABUDA

ZUVA RANYURA (Nisani 14 anotanga)

Jesu—Nzira, chits. 116-126

CHITATU, 5 APRIL

Jesu ari padanda rekutambudzirwa uye padivi pake pane gororo.

ZUVA RABUDA

Jesu—Nzira, chits. 127-133

ZUVA RANYURA (Nisani 15 anotanga)

CHINA, 6 APRIL

Vatungamiririri vezvitendero vachisvitsa chikumbiro chavo kuna Pondiyo Pirato.

ZUVA RABUDA

ZUVA RANYURA (Nisani 16 anotanga)

CHISHANU, 7 APRIL

Vakadzi vatatu vachidongorera muguva raJesu.

ZUVA RABUDA

Jesu—Nzira, chits. 134-135

ZUVA RANYURA (Nisani 17 anotanga)

Mepu iri kuratidza Jerusarema nenzvimbo dzakaripoteredza. Iri kuratidza paiva nedzimwe nzvimbo uye panofungidzirwa kuti paiva nedzimwe dzacho. 1. Temberi. 2. Munda weGetsemane. 3. Muzinda waGavhuna. 4. Imba yaKayafasi. 5. Muzinda waHerodhi Andipasi. 6. Dziva reBhetizata. 7. Dziva reSiroami. 8. Imba yeSanihedrini. 9. Gorogota. 10. Akeridhama.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe