RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 6
  • “Ndakabva Ndangonyengetera”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ndakabva Ndangonyengetera”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Nehemiya Aida Kushumira, Kwete Kushumirwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • “Ramba Uchikunda Zvakaipa Nezvakanaka”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • “Ndiyeukei, Haiwa Mwari Wangu, Nenzira Yakanaka”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raNehemiya
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Ndakabva Ndangonyengetera”

[Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raNehemiya.]

Nehemiya akanyengetera asati apindura mubvunzo wamambo (Ne 2:2-4; w08 2/15 3 ¶5)

Mambo akabvuma chikumbiro chaNehemiya (Ne 2:5, 6)

Chapupu chiri kuyaruka chichitsanangurira mudzidzisi wacho zvachinotenda. Mukirasi makaiswa mureza wemavara emuraraungu kuratidza kuti vanotsigira kodzero dzengochani.

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Tingaita sei kana tikakumbirwa kutsanangura zvatinotenda tisingazvitarisiri?—be 178 ¶1.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe