RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 13
  • Une Zvinangwa Zvipi Mugore Rebasa Idzva?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Une Zvinangwa Zvipi Mugore Rebasa Idzva?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Ndingaitei Kuti Ndizadzise Zvinangwa Zvangu?
    Mukai!—2011
  • Shandisa Zvinangwa Zvokunamata Kukudza Musiki Wako
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Kuzadzisa Kwaungaita Zvinangwa Zvako Zvokunamata
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 13
Mugwagwa unoratidza zvinangwa zvekunamata zvatinogona kuva nazvo. Zvikwangwani zviri mumativi memugwagwa wacho zviri kuratidza kudzidza uri wega, kuparidza, kuva neunhu hwechiKristu uye kuvandudza madzidzisiro ako.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Une Zvinangwa Zvipi Mugore Rebasa Idzva?

Zvinangwa zvekunamata zvinosanganisira chero chii zvacho chatinoshanda nesimba kuti tizadzise mubasa raJehovha kuti tinyatsomushumira zvizere uye timufadze. Patinoshandisa nguva yedu nesimba kuti tizadzise zvinangwa izvi, tinenge tichishandira zviripo uye zvinoita kuti tive vaKristu vakasimba pakunamata. (1Ti 4:15) Tinofanira kugara tichiongorora zvinangwa zvedu nekuti mamiriro ezvinhu anochinja. Tinogona kuona kuti hatichakwanisi kuzadzisa zvinangwa zvataiva nazvo, kana kuti tinogona kunge tazvizadzisa saka tinenge tava kufanira kuva nezvimwe zvitsva.

Zvakanaka kuongorora zvinangwa zvedu gore rebasa idzva risati ratanga. Madii kukurukura nyaya iyi pakunamata kwenyu kwemhuri mova nezvinangwa zvemunhu mumwe nemumwe uye zvemhuri?

Ndezvipi zvawakaronga kuita pazvinhu zvinotevera, uye matanho api auchatora kuti uzviite?

Kuverenga Bhaibheri, kudzidza uri wega, kupinda misangano, kupindura pamisangano.—w02 6/15 14-15 ¶14-15

Ushumiri.—w23.05 27 ¶4-5

Unhu hwechiKristu.—w22.04 23 ¶5-6

Zvimwewo:

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe