RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 2
  • Edza Kuva Nemwero saEsteri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Edza Kuva Nemwero saEsteri
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Muenzaniso Pakutaura Zvakanaka
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Akadzivirira Vanhu vaMwari
    Tevedzera Kutenda Kwavo
  • Akaratidza Uchenjeri, Ushingi Uye Kuzvipira
    Tevedzera Kutenda Kwavo
  • Akaratidza Uchenjeri, Ushingi, Uye Kuzvipira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 2
Esteri akagara pake ega. Esteri akatarisa shiri asi vamwe vasikana vari kuzvitarisa pamagirazi. Pane murume ari kuvachengetedza.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Edza Kuva Nemwero saEsteri

[Ratidzai vhidhiyo yakanzi Kusuma Bhuku raEsteri.]

Esteri aiva nechimiro chakanaka uye akanga akanaka pachiso (Es 2:7)

Esteri akaramba aine mwero pasinei nekurumbidzwa kwaaiitwa nevanhu (Es 2:9, 15; w17.01 25 ¶11; ia 130 ¶15)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvandinotaura uye zvandinoita zvinoratidzei nezvemaonero andinozviita?’—w17.01 25 ¶12.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe