RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 12
  • Rudo rwaMwari Rusingachinji Runotidzivirira Panhema dzaSatani

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rudo rwaMwari Rusingachinji Runotidzivirira Panhema dzaSatani
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Ungava Sei Shamwari yaMwari?
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
  • Jobho Akarumbidza Zita raJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Tingaratidza Sei Kuti Tinoda Jehovha?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 12

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Rudo rwaMwari Rusingachinji Runotidzivirira Panhema dzaSatani

Satani anoda kuti vanhu vafunge kuti Jehovha ndiye anokonzera kuti zvinhu zvakaipa zviitike (Job 8:4)

Anoda kuti tifunge kuti Jehovha haana basa nazvo kuti takavimbika kwaari here kana kuti kwete (Job 9:20-22; w15 7/1 12 ¶3)

Rudo rusingachinji rwaJehovha runoita kuti tikwanise kuramba takaperera kwaari uye tisanyengerwa nenhema dzaSatani (Job 10:12; Pis 32:7, 10; w21.11 6 ¶14)

Hanzvadzi iri kufungisisa makomborero akasiyana-siyana ayakawana ichimanyora pasi. Mapikicha ari kuratidza imwe mhuri ichivaunzira zvekudya, imwe hanzvadzi ichivambundira paImba yeUmambo uye ichiona JW Broadcasting.

EDZA IZVI: Kuti ukwanise kutsungirira paunenge uri mumuedzo, edza kuona kuti Jehovha ari kukuratidza sei rudo rusingachinji wozvinyora pasi uye pota uchizviverenga.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe