RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 5
  • Usambofa Wakarasa Vaunonamata Navo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Usambofa Wakarasa Vaunonamata Navo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • “Tarisira Kuna Jehovha”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 18—Jobho
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Murume Aiva Nomuenzaniso Wakanaka Akabvuma Kururamiswa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Jobho Akarumbidza Zita raJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Usambofa Wakarasa Vaunonamata Navo

Hama dzaJobho dzakanga dzisisafambidzane naye (Job 19:13)

Jobho akanga asisaremekedzwe nevana vadiki uye nevaranda vake (Job 19:​16, 18)

Shamwari dzaJobho dzepedyo dzakamupandukira (Job 19:19)

Murume nemudzimai vari kubatsira imwe hanzvadzi iri kuda kubatsirwa. Mudzimai wacho ari kunyatsoteerera zviri kutaurwa nehanzvadzi yacho uye murume wacho ari kugadzira singi yemukicheni.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingaramba sei ndichiratidza rudo kune mumwe munhu wandinonamata naye ari kusangana nematambudziko?’—Zvi 17:17; w22.01 16 ¶9; w21.09 30 ¶16; w90 9/1 22 ¶20.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe