Sumo
Zviri kuitika munyika mazuva ano zvinoratidza here kuti nyika yava kuguma? Kana yava kuguma, pane zvatingaita here kuti tizopona? Chii chichaitika kana yaguma? Nyaya dziri mumagazini ino dzinoratidza kuti mhinduro dzeBhaibheri dzemibvunzo iyi dzingakunyaradza sei.