RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp23 nha. 1 p. 5
  • Mwari Ane Hanya Newe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mwari Ane Hanya Newe
  • TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Ndiri Kufunga Kuzviuraya—Bhaibheri Rinogona Kundibatsira Here?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Bhaibheri Rine Mashoko Angandinyaradza Here?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Mwari Anovimbisa Kubvisa Zvirwere Zvepfungwa
    TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2023
  • Dambudziko Rezvirwere Zvepfungwa Rapararira Pasi Rese
    TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2023
Ona Zvimwe
TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2023
wp23 nha. 1 p. 5
Mukomana akagara pedyo nemubhedha wake achiverenga Bhaibheri.

Mwari Ane Hanya Newe

BHAIBHERI rine mazano anonyatsotibatsira nekuti rakabva kuna Mwari. Harisi bhuku rezveutano, asi rinogona kutibatsira kana tasangana nemamiriro ezvinhu anoshungurudza, pfungwa dzedu dzakavhiringidzika, tiine ndangariro dzezvinhu zvinorwadza zvakamboitika, uye kana tichirwara nepfungwa kana kuti nezvimwewo zvirwere.

Chinonyanya kukosha ndechekuti Bhaibheri rinotiudza kuti Musiki wedu, Jehovha Mwari,a anonzwisisa mafungiro edu nemanzwiro edu kupfuura chero ani zvake. Anoda chaizvo kutibatsira pazvinhu zvese zvatinosangana nazvo. Semuenzaniso, funga nezvemavhesi aya maviri:

“Jehovha ari pedyo nevaya vakaora mwoyo; anoponesa vaya vakasuruvara.”—PISAREMA 34:18

“Ini Jehovha Mwari wako, ndakabata ruoko rwako rwerudyi,uye ndini ndiri kuti kwauri, ‘Usatya. Ndichakubatsira.’”—ISAYA 41:13

Asi Jehovha anotibatsira sei padambudziko iri rezvirwere zvepfungwa? Sezvauchaona munyaya dzinotevera, Jehovha ane nzira dzakawanda dzaanotibatsira nadzo achiratidza kuti anotida.

a Jehovha ndiro zita raMwari.—Pisarema 83:18.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe