RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp24 nha. 1 p. 16
  • Ungawanepi Mazano Anobatsira Mazuva Ano?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungawanepi Mazano Anobatsira Mazuva Ano?
  • TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2024
  • Mashoko Akafanana
  • Vachakura Vachishumira Mwari Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
  • Kusarudza Zvinoita Kuti Ufare
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Kusarudza Nokuchenjera Uchiri Muduku
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Tinofanira Kushandisa Sei Rusununguko Rwedu Rwokusarudza?
    Mukai!—2003
Ona Zvimwe
TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2024
wp24 nha. 1 p. 16
Murume amboratidzwa munyaya dzapfuura akamira munzira iri mugomo akatarisa mepu. Pamberi pake pane chikwangwani chine zviratidzo zvakanongedza kwakasiyana-siyana uye nechekumberi kwake kune zidombo rakakura.

Ungawanepi mazano anobatsira mazuva ano?

Munyika ino yatiri kurarama, zvinhu zviri kungoramba zvichichinja. Saka tingava sei nechokwadi chekuti zvisarudzo zvatinoita zvichaita kuti zvitifambire zvakanaka? Ungava sei nechokwadi chekuti zvinhu zvinoonekwa sezvakanaka nhasi hazvizonzi zvakaipa mangwana?

Bhaibheri rinokubatsira kuita zvisarudzo zvausingazodembi. Nei zvakadaro? Bhaibheri rakabva kuMusiki wedu uye anoziva zvinoita kuti tive nemufaro wechokwadi uye tirarame tisina chekutya.

“Akakuudza kuti zvakanaka ndezvipi.”—Mika 6:8.

Mazano ari muBhaibheri anoshanda. Tinogona ‘kuvimba nawo, iye zvino uye nekusingaperi.’—Pisarema 111:8.

Wadii kuongorora kuti Bhaibheri ringakubatsira sei munyika ino iri kungoramba ichichinja?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe