Wakambofunga Nezvemibvunzo Iyi Here?
Kana vanhu vese vachida runyararo, nei panyika pakazara hondo?
Zvinoita here kuti tive nerugare rwechokwadi munyika yakazara kurwisana?
Pachazombova nenguva yekuti panyika panenge pasisina hondo here?
Mhinduro dzemibvunzo iyi dzirimo muBhaibheri uye dzinogona kukushamisa nekukunyaradza.
Unogona kuongorora wega zvinotaurwa neBhaibheri nezvenyaya iyi inokosha. Dzidza zvakawanda mumagazini ino yeNharireyomurindi.