RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb16 pp. 2-3
  • Rugwaro Rwegore Rwa2016

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rugwaro Rwegore Rwa2016
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Mashoko Akafanana
  • “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Rudo Rwenyu Rwehama Ngarupfuurire!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Kuwana Chinokosha Kuchidakadaka Chouhama
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Usarega Rudo Rwako Ruchitonhora
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
Ona Zvimwe
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
yb16 pp. 2-3
Murume nomudzimai vari kugamuchirwa neimwe mhuri pamba payo uye vachipiwa zvipo

Rugwaro Rwegore rwa2016

“Kudanana kwenyu sehama ngakupfuurire.”—VaHebheru 13:1

“Vazhinji . . . vachavengana. . . . Rudo rwevazhinji ruchatonhora.” (Mat. 24:10, 12) Mashoko aya aJesu airatidza kuti vanhu vaizorarama makore mashoma Jerusarema risati raparadzwa muna 70 C.E., vaizozivikanwa nekushaya rudo. Asi vadzidzi vaKristu vaizozivikanwa nekuratidza rudo. (Joh. 13:35) VaKristu vechiHebheru vaiva muJerusarema vanofanira kunge vakakurudzirwa chaizvo pavakaverenga mashoko aPauro airatidza kuti aiziva kuti vaidanana uye ayo aivakurudzira kuramba vachidaro.

Mazuva ano tiri kuswedera pedyo nekuguma kwenyika yakaipa yaSatani. Kungofanana nehama dzedu dzakararama pakatanga chiKristu, tiri kurarama pakati pevanhu vanoda mari, vanoda mafaro, uye vanozvida asi vasingadi Mwari kana muvakidzani. (2 Tim. 3:1-4) Asi rudo rwechiKristu rwakazara pakati peZvapupu zvaJehovha munyika yese. Ngatirambei tichidanana sehama kuti tirumbidze Jehovha, uyo anonyatsoratidza rudo zvakakwana.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe