Eksodho 2:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Asi mangwana acho akabudazve, akaona varume vaviri vechiHebheru vachirwa. Saka akati kune akanga akanganisa: “Uri kuroverei mumwe wako?”+
13 Asi mangwana acho akabudazve, akaona varume vaviri vechiHebheru vachirwa. Saka akati kune akanga akanganisa: “Uri kuroverei mumwe wako?”+