Eksodho 18:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akabva atumira shoko kuna Mozisi achiti: “Ini, tezvara vako Jetro,+ ndiri kuuya kwauri pamwe nemudzimai wako nevanakomana vako vaviri.”
6 Akabva atumira shoko kuna Mozisi achiti: “Ini, tezvara vako Jetro,+ ndiri kuuya kwauri pamwe nemudzimai wako nevanakomana vako vaviri.”