Eksodho 18:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Chinzwa zvandiri kutaura. Ndichakupa zano, uye Mwari achava newe.+ Iwe miririra vanhu pamberi paMwari wechokwadi,+ uye endesa nyaya dzacho kuna Mwari wechokwadi.+
19 Chinzwa zvandiri kutaura. Ndichakupa zano, uye Mwari achava newe.+ Iwe miririra vanhu pamberi paMwari wechokwadi,+ uye endesa nyaya dzacho kuna Mwari wechokwadi.+