Numeri 3:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Nyora vanakomana vaRevhi maererano nedzimba dzemadzibaba avo, uye maererano nemhuri dzavo. Unofanira kunyora vanhurume vese vanobvira pamwedzi mumwe chete zvichikwira.”+
15 “Nyora vanakomana vaRevhi maererano nedzimba dzemadzibaba avo, uye maererano nemhuri dzavo. Unofanira kunyora vanhurume vese vanobvira pamwedzi mumwe chete zvichikwira.”+