-
Numeri 5:28Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
28 Asi kana mukadzi wacho asina kuzvisvibisa, uye akachena, achange asunungurwa pachirango chakadaro, uye achakwanisa kubata pamuviri uye kuva nevana.
-