Numeri 10:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Boka remadzinza matatu remusasa wevanakomana vaDhani rakabva ratama maererano nezvikwata zvaro,* riri kumashure kwemapoka acho ese, uye Ahiezeri+ mwanakomana waAmishadhai ndiye aitungamirira boka racho.
25 Boka remadzinza matatu remusasa wevanakomana vaDhani rakabva ratama maererano nezvikwata zvaro,* riri kumashure kwemapoka acho ese, uye Ahiezeri+ mwanakomana waAmishadhai ndiye aitungamirira boka racho.