-
2 Samueri 11:7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 Uriya paakasvika kwaari, Dhavhidhi akamubvunza kuti Joabhi akanga akadii, kuti mauto akanga akadii, uye kuti hondo yaifamba sei.
-