2 Madzimambo 24:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Mambo weIjipiti haana kuzombobudazve munyika yake, nekuti mambo weBhabhironi akanga atora nharaunda dzese dzaimbova pasi pamambo weIjipiti,+ kubva kuRwizi* rweIjipiti+ kusvika kuRwizi rwaYufratesi.+
7 Mambo weIjipiti haana kuzombobudazve munyika yake, nekuti mambo weBhabhironi akanga atora nharaunda dzese dzaimbova pasi pamambo weIjipiti,+ kubva kuRwizi* rweIjipiti+ kusvika kuRwizi rwaYufratesi.+