Isaya 64:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Kubvira kare hapana akanzwa kana akateerera,Uye hapana ziso rakaona mumwe Mwari kunze kwenyu,Anobatsira vaya vanoramba vachitarisira kwaari.*+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 64:4 Uprofita hwaIsaya II, pp. 364-365
4 Kubvira kare hapana akanzwa kana akateerera,Uye hapana ziso rakaona mumwe Mwari kunze kwenyu,Anobatsira vaya vanoramba vachitarisira kwaari.*+