-
Jeremiya 2:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 ‘Israeri mushandi kana kuti muranda akaberekwa mumusha here?
Saka nei akasiyiwa achipambwa?
-
14 ‘Israeri mushandi kana kuti muranda akaberekwa mumusha here?
Saka nei akasiyiwa achipambwa?