Jeremiya 21:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Jeremiya akagamuchira shoko kubva kuna Jehovha, Mambo Zedhekiya+ paakamutumira Pashuri+ mwanakomana waMarikija naZefaniya+ mwanakomana waMaaseya, mupristi, achiti:
21 Jeremiya akagamuchira shoko kubva kuna Jehovha, Mambo Zedhekiya+ paakamutumira Pashuri+ mwanakomana waMarikija naZefaniya+ mwanakomana waMaaseya, mupristi, achiti: