Jeremiya 37:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Panguva iyi uto raFarao rakanga rasimuka kubva kuIjipiti,+ uye vaKadheya avo vainge vakakomba Jerusarema vakanzwa nezvazvo. Saka vakabva kuJerusarema.+
5 Panguva iyi uto raFarao rakanga rasimuka kubva kuIjipiti,+ uye vaKadheya avo vainge vakakomba Jerusarema vakanzwa nezvazvo. Saka vakabva kuJerusarema.+