Jeremiya 37:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri, ‘Muti kuna mambo weJudha, uyo akutumai kuzondibvunza: “Inzwa! Uto raFarao iro riri kuuya kuzokubatsirai richadzokera kunyika yaro, Ijipiti.+
7 “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri, ‘Muti kuna mambo weJudha, uyo akutumai kuzondibvunza: “Inzwa! Uto raFarao iro riri kuuya kuzokubatsirai richadzokera kunyika yaro, Ijipiti.+