Jeremiya 38:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ebhedhi-mereki+ muItiopiya, uyo aiva mukuru wemuimba yamambo,* akanzwa kuti vakanga vaisa Jeremiya mumugodhi. Zvino mambo akanga akagara paGedhi raBhenjamini,+
7 Ebhedhi-mereki+ muItiopiya, uyo aiva mukuru wemuimba yamambo,* akanzwa kuti vakanga vaisa Jeremiya mumugodhi. Zvino mambo akanga akagara paGedhi raBhenjamini,+