Jeremiya 38:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 uye vakadhonza Jeremiya netambo, vakamubudisa mumugodhi macho. Jeremiya akaramba ari muChivanze cheVarindi.+
13 uye vakadhonza Jeremiya netambo, vakamubudisa mumugodhi macho. Jeremiya akaramba ari muChivanze cheVarindi.+