Jeremiya 39:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mambo weBhabhironi akaita kuti vanakomana vaZedhekiya vaurayiwe kuRibra ikoko iye akatarisa, uye mambo weBhabhironi akaita kuti vakuru vakuru vese veJudha vaurayiwe.+
6 Mambo weBhabhironi akaita kuti vanakomana vaZedhekiya vaurayiwe kuRibra ikoko iye akatarisa, uye mambo weBhabhironi akaita kuti vakuru vakuru vese veJudha vaurayiwe.+