Jeremiya 39:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Enda unoudza Ebhedhi-mereki+ muItiopiya kuti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Ndiri kuzadzisa mashoko angu pamusoro peguta rino ndichiunza dambudziko, kwete zvakanaka, uye pazuva iroro iwe uchazviona zvichiitika.”’
16 “Enda unoudza Ebhedhi-mereki+ muItiopiya kuti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Ndiri kuzadzisa mashoko angu pamusoro peguta rino ndichiunza dambudziko, kwete zvakanaka, uye pazuva iroro iwe uchazviona zvichiitika.”’