Jeremiya 40:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Zvino nhasi ndiri kusunungura cheni dziri mumaoko ako. Kana uchida kuenda neni kuBhabhironi, handei, uye ndichakuchengeta. Asi kana usingadi kuenda neni kuBhabhironi, rega hako. Tarisa! Nyika yese iri pamberi pako. Enda chero kwaunoda.”+
4 Zvino nhasi ndiri kusunungura cheni dziri mumaoko ako. Kana uchida kuenda neni kuBhabhironi, handei, uye ndichakuchengeta. Asi kana usingadi kuenda neni kuBhabhironi, rega hako. Tarisa! Nyika yese iri pamberi pako. Enda chero kwaunoda.”+