-
Jeremiya 41:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Ishmaeri mwanakomana waNetaniya nevarume gumi vaaiva navo, vakasimuka vakauraya Gedhariya mwanakomana waAhikamu mwanakomana waShafani nebakatwa. Saka akauraya munhu akanga agadzwa namambo weBhabhironi kuti atungamirire nyika yacho.
-