Jeremiya 42:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 inzwai shoko raJehovha, haiwa imi vaJudha vakasara. Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Kana mukashinga kuenda kuIjipiti, mobva maenda kunogara ikoko,*
15 inzwai shoko raJehovha, haiwa imi vaJudha vakasara. Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Kana mukashinga kuenda kuIjipiti, mobva maenda kunogara ikoko,*