Jeremiya 42:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 bakatwa racho ramuri kutya richakuwanai ikoko kunyika yeIjipiti, naiyo nzara yamuri kutya ichakuteverai kuIjipiti, uye muchafira ikoko.+
16 bakatwa racho ramuri kutya richakuwanai ikoko kunyika yeIjipiti, naiyo nzara yamuri kutya ichakuteverai kuIjipiti, uye muchafira ikoko.+