Jeremiya 42:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uye varume vese avo vari kushinga kuda kuenda kuIjipiti kuti vagare ikoko vachaurayiwa nebakatwa, nenzara, nedenda.* Hapana kana mumwe chete wavo achapukunyuka dambudziko randichavaunzira.”’
17 Uye varume vese avo vari kushinga kuda kuenda kuIjipiti kuti vagare ikoko vachaurayiwa nebakatwa, nenzara, nedenda.* Hapana kana mumwe chete wavo achapukunyuka dambudziko randichavaunzira.”’