Jeremiya 43:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Uye achauya orwisa nyika yeIjipiti.+ Munhu wese akafanirwa nedenda rinouraya achafa nedenda rinouraya, munhu wese akafanirwa nekutapwa achatapwa, munhu wese akafanirwa nebakatwa achaurayiwa nebakatwa.+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 43:11 Jeremiya, p. 161
11 Uye achauya orwisa nyika yeIjipiti.+ Munhu wese akafanirwa nedenda rinouraya achafa nedenda rinouraya, munhu wese akafanirwa nekutapwa achatapwa, munhu wese akafanirwa nebakatwa achaurayiwa nebakatwa.+