Jeremiya 44:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndakaramba ndichikutumirai vashumiri vangu vese vaprofita, ndichivatuma ndavatumazve,* ndichiti: “Ndapota musaita zvinhu zvakadai zvinosemesa uye zvandinovenga.”+
4 Ndakaramba ndichikutumirai vashumiri vangu vese vaprofita, ndichivatuma ndavatumazve,* ndichiti: “Ndapota musaita zvinhu zvakadai zvinosemesa uye zvandinovenga.”+