Jeremiya 44:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Varume vese avo vaiziva kuti madzimai avo akanga achipa zvibayiro kune vamwe vanamwari, nemadzimai ese akanga akamira ipapo, vari boka guru, nevanhu vese vakanga vachigara munyika yeIjipiti,+ muPatrosi,+ vakapindura Jeremiya vachiti:
15 Varume vese avo vaiziva kuti madzimai avo akanga achipa zvibayiro kune vamwe vanamwari, nemadzimai ese akanga akamira ipapo, vari boka guru, nevanhu vese vakanga vachigara munyika yeIjipiti,+ muPatrosi,+ vakapindura Jeremiya vachiti: