30 Zvanzi naJehovha: “Ndiri kuisa Farao Hofra, mambo weIjipiti, mumaoko evavengi vake uye evaya vari kutsvaga kumuuraya, sekuisa kwandakaita Mambo Zedhekiya weJudha muruoko rwaMambo Nebhukadhinezari weBhabhironi, uyo aiva muvengi wake, achitsvaga kumuuraya.”’”+