Jeremiya 45:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: “Inzwa! Ndiri kuputsa zvandakavaka, uye ndiri kudzura zvandakadyara, iyo nyika yacho yese.+
4 “Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: “Inzwa! Ndiri kuputsa zvandakavaka, uye ndiri kudzura zvandakadyara, iyo nyika yacho yese.+