-
Jeremiya 46:5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 ‘Nei ndichivaona vachivhunduka?
Vari kudzoka shure, varwi vavo vakundwa.
Varohwa nehana vakatiza, varwi vavo havana kutendeuka.
Kumativi ese kuri kutyisa zvikuru,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
-