Jeremiya 46:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ijipiti inouya seRwizi rwaNire,+Senzizi dzine mvura isina kugadzikana,Uye inoti, ‘Ndichaenda ndofukidza nyika. Ndichaparadza guta nevaya vari kugara mariri.’
8 Ijipiti inouya seRwizi rwaNire,+Senzizi dzine mvura isina kugadzikana,Uye inoti, ‘Ndichaenda ndofukidza nyika. Ndichaparadza guta nevaya vari kugara mariri.’