Dhanieri 11:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 nekuti ngarava dzekuKitimu+ dzichauya kuzomurwisa, uye achaninipiswa. “Achadzokera oratidza sungano tsvene+ kutsamwa kwake uye achaita zviri mumwoyo make; achadzokera ofunga nezvevaya vari kusiya sungano tsvene. Dhanieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:30 Nharireyomurindi (Yekudzidza),5/2020, p. 6 Nharireyomurindi,11/1/1993, pp. 14-15
30 nekuti ngarava dzekuKitimu+ dzichauya kuzomurwisa, uye achaninipiswa. “Achadzokera oratidza sungano tsvene+ kutsamwa kwake uye achaita zviri mumwoyo make; achadzokera ofunga nezvevaya vari kusiya sungano tsvene.