Eksodho 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo akatarira-tarira akaona kuti kwakanga kusina munhu. Akabva auraya muIjipiti wacho, akamuviga mujecha.+
12 Naizvozvo akatarira-tarira akaona kuti kwakanga kusina munhu. Akabva auraya muIjipiti wacho, akamuviga mujecha.+