Eksodho 18:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino Mosesi akarondedzera kuna tezvara vake zvose izvo Jehovha akanga aitira Farao uye Ijipiti nokuda kwaIsraeri,+ nokutambudzika kwose kwakanga kwavawira munzira,+ asi Jehovha akanga achivanunura.+
8 Zvino Mosesi akarondedzera kuna tezvara vake zvose izvo Jehovha akanga aitira Farao uye Ijipiti nokuda kwaIsraeri,+ nokutambudzika kwose kwakanga kwavawira munzira,+ asi Jehovha akanga achivanunura.+