Eksodho 18:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo Jetro akati: “Jehovha ngaarumbidzwe, iye akakununurai pamaoko evaIjipiti neparuoko rwaFarao, uye akanunura vanhu muruoko rweIjipiti.+
10 Naizvozvo Jetro akati: “Jehovha ngaarumbidzwe, iye akakununurai pamaoko evaIjipiti neparuoko rwaFarao, uye akanunura vanhu muruoko rweIjipiti.+