Eksodho 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pashure paizvozvo vanhu vose vakapindura vachibvumirana, vakati: “Tinoda kuita zvose zvataurwa naJehovha.”+ Mosesi akabva adzorera mashoko evanhu kuna Jehovha.+
8 Pashure paizvozvo vanhu vose vakapindura vachibvumirana, vakati: “Tinoda kuita zvose zvataurwa naJehovha.”+ Mosesi akabva adzorera mashoko evanhu kuna Jehovha.+