Eksodho 21:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Kana munhu akarova ziso romurandarume wake kana kuti ziso romurandasikana wake, orikuvadza, anofanira kumurega kuti aende akasununguka, kuti zviripe ziso rake.+
26 “Kana munhu akarova ziso romurandarume wake kana kuti ziso romurandasikana wake, orikuvadza, anofanira kumurega kuti aende akasununguka, kuti zviripe ziso rake.+