Revhitiko 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vanakomana vaAroni+ vanofanira kuita kuti chipfungaire+ paatari, pamusoro pechinopiwa chinopiswa chiri pahuni+ dziri pamoto, kuti chive chinopiwa chinopiswa nomoto chokunhuhwirira+ kwakanaka kunoitirwa Jehovha.
5 Vanakomana vaAroni+ vanofanira kuita kuti chipfungaire+ paatari, pamusoro pechinopiwa chinopiswa chiri pahuni+ dziri pamoto, kuti chive chinopiwa chinopiswa nomoto chokunhuhwirira+ kwakanaka kunoitirwa Jehovha.