Revhitiko 6:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 kana kuti chero chinhu chipi zvacho chaangapika zvenhema nezvacho, anofanira kuchiripa+ zvakakwana, ngaawedzere kwachiri chikamu chimwe chete pazvikamu zvishanu. Ngaachipe muridzi wacho pazuva raanobatwa kuti ane mhosva.
5 kana kuti chero chinhu chipi zvacho chaangapika zvenhema nezvacho, anofanira kuchiripa+ zvakakwana, ngaawedzere kwachiri chikamu chimwe chete pazvikamu zvishanu. Ngaachipe muridzi wacho pazuva raanobatwa kuti ane mhosva.