Revhitiko 7:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti munhu anodya mafuta emhuka yaanouya nayo kuti ive chinopiwa chinopisirwa Jehovha nomoto, iwo mweya unoadya unofanira kuparadzwa+ pakati pevanhu vawo.
25 Nokuti munhu anodya mafuta emhuka yaanouya nayo kuti ive chinopiwa chinopisirwa Jehovha nomoto, iwo mweya unoadya unofanira kuparadzwa+ pakati pevanhu vawo.